lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu akatamba nelife – chikomana tnoh

Loading...

[verse 1]
mwana akachema chema
hakuna akamunzwa
vakazomhanya mhanya later vakuda kutumbura munzwa
akaonekwa aine mbonje pahuma
hanzi akaramba kunzwa
hanzi akaramba kungoterera
amai vake pavaitaura
saka tozviita seyko
mwana akatambidzwa mari
hanzi nyarara usataure nezvazvo
nekuda mari akati bhoo
shuwa anditauri
akazvipikisa jeri
manje chokwadi hachirovi
unotohwanda kana kuhwandisa
but hazviperere ipapo

[chorus]
vakatochema amai
vakati imhepo kani
hadzisi mhepo amai
mwana akatamba nelife
akatotamba nelife
aimboudzwa kuti dzikama
achiti kuvengwa
apihwa mazano
akuzodemba nhasi
[verse 2]
chikoro charamba kupera
kudzidza kwaramba kupera
fundo yaramba kupera
nekuda zvhinhu
kutera madhara
kudhakwa kudhibha kwawaswera
mai pavo vakapedza
vakakurera uri mudiki
kusvika wakura
hanzi ndotamba natete
kana mhosva andiikwate
but nhasi azopakura dete
kutamba nenyoka inomusvipira mate
muridzi wеnhumbu ati andizvikete
mwana abatwa nepeer prеssure
akutog*ya kuti better ndikite
akutog*ya kuti better ndingofa
mwana akachema chema
hakuna akamunzwa
vakazomhanya mhanya later vakuda kutumbura munzwa
akaonekwa aine mbonje pahuma
hanzi akaramba kunzwa
hanzi akaramba kungoterera
amai vake pavaitaura
saka tozviita seyko
mwana akatambidzwa mari
hanzi nyarara usataure nezvazvo
nekuda mari akati bhoo
shuwa anditauri
akazvipikisa jeri
manje chokwadi hachirovi
unotohwanda kana kuhwandisa
but hazviperere ipapo
[chorus]
vakatochema amai
vakati imhepo kani
hadzisi mhepo amai
mwana akatamba nelife
akatotamba nelife
aimboudzwa kuti dzikama
achiti kuvengwa
apihwa mazano
akuzodemba nhasi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...