lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu born free – clady banks

Loading...

[intro]
oh yeah yeah yeah
yeah yeah yeah
clady banks

[hook]
hauna chitupa cherata
inguva yako yeku ganza
zviuraye nekutamba
baby uri born free
hauna chitupa cherata
inguva yako yeku ganza
zviuraye nekutamba

[verse 1]
yonini baby imbotambisa yonini
dai uri mutemo ndiri police
chimboritambisa for me-e
ayy
can you
can you dance for me
girl can can you whine for the king
loosen up baby uri born free
kanganwa zvinokunetsa uneni
all yeah (yeah)

[bridge]
no cv baby girl tikushandisa chi face pano
no cv baby unoshanda watowana basa pano
ndichatora visa unowachisa ma baby kingston
nhasi madinga achapfidza
baby shaina
vanokuona murima

[hook]
baby uri born free
hauna chitupa cherata
(hey)
inguva yako yeku ganza
(hey)
zviuraye nekutamba
(hey)
baby uri born free
hauna chitupa cherata
(born free)
inguva yako yeku ganza
zviuraye nekutamba
(hey)

[verse 2]
becareful unogona kuzvi sprainer
becareful unogona kungobhenda
uri mukedha or kugona kugeza
unochimhanya nyangwe usina ma trainers
jacket ndakanda away
sha unovepedzera home and away
sha unovepedzera home and away
sha dzika dhaza unozorohwa nemheni

[bridge]
no cv baby girl tikushandisa chi face pano
(eh eh eh eh)
no cv baby unoshanda watowana basa pano
ndichatora visa unowachisa ma baby kingston
nhasi madinga achapfidza
baby shaina
vanokuona murima

[hook]
baby uri born free
hauna chitupa cherata
inguva yako yeku ganza
zviuraye nekutamba
baby uri born free
hauna chitupa cherata
inguva yako yeku ganza
zviuraye nekutamba

[verse 3]
born free
baby uri born free
haa unochimhanya kunge sonic
kutamba is your calling
k!lly k!lly
k!lly k!lly
k!lly k!lly
yeah k!lly k!lly
k!lly k!lly
one time
baby
uneni

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...