lirik lagu munhu wenyama – crooger
leekay
yah yah yah
shumba ting ayeee
it’s a shumba ting ayeee
it’s a shumba ting ayeee
it’s a shumba ting ayeee
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
ndivana thomas, vane doubt
chavasingagone hanzi it can’t
ukaita mari hanzi illuminate
havazive mwari haasi we munhu one
kana ukakuvara vanotsvaga sauti
everytime you rise vanokupulla down
vanowanza beef vachaita gauti
boiz remafunny tovati maclown
handina nguva yemafunnies
i’m all about money
king of the jungle
i’m preying on your honey
survival of fittest fittest fittest fittest fittest
i’m a man mission mission mission mission mission
(nhaikaa)
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
chero zvikaoma tinokwidza makata
chero zvikarema tinokwidza makata
makata makata makata makata makata makata
feya feya vanditadza vakukanda hakata
pfungwa dzavo dzakabhenda dzakapfeka banana
ngirozi dzandikomberedza imba hosana
ndasimbiswa nedenga wenyama handichatya
kukwira gomo hupoterera ndakakomborerwa
vamwe varipanze vachidongorera
chiva zvisi zvako unoita shohwera
ndamba kuudzwa akapisa jira musuper
(yeahhh)
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
chero ndikakwira pamusoro pegomo
ndisheedzere havazvinzwe ava
chero ndikati anything is possible
una jesu hava believe ava
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudii
munhu wenyama, ungamudi
chero zvikaoma tinokwidza makata
chero zvikarema tinokwidza makata
chero zvikaoma tinokwidza makata
chero zvikarema tinokwidza makata
chero zvikaoma tinokwidza makata
chero zvikarema tinokwidza makata
chero zvikaoma tinokwidza makata
chero zvikarema tinokwidza makata
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu hamilton v2 › lirik lagu june 14th (cutie remix) – hamilton v2
- kumpulan lirik lagu death by unga bunga › lirik lagu faster than light – death by unga bunga
- kumpulan lirik lagu mad tsai › lirik lagu the mad tea party – mad tsai
- kumpulan lirik lagu delatorvi › lirik lagu ideais de ilusão – delatorvi
- kumpulan lirik lagu yasru › lirik lagu uzak karanlık – yaşru
- kumpulan lirik lagu steve hofmeyr › lirik lagu redgebed – steve hofmeyr
- kumpulan lirik lagu bangi boy › lirik lagu biden vs trump sing 34+35 (presidential parody) – bangi boy
- kumpulan lirik lagu hbb big boss › lirik lagu lmasrah – hbb big.boss
- kumpulan lirik lagu becky g › lirik lagu more than friends – becky g
- kumpulan lirik lagu week dudus › lirik lagu put your hands up!! – week dudus