lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dread street smart – damien marcus gwini

Loading...

verse 1
this’s the latest of an ancient version never haven’t mentioned pakati pangu ne failure pane mazi heavy tension
see handina tolerance but pandiri pane patience
ndoisa pfungwa pama statement ndoisa moyo pane action dzimwe nguva ndiri bho, dzimwe nguva nde chifinhu handitombo ikuze w-ngu, ndotoda kuita bho munhu ndotodawo kuita bho munhu, kutonzi bho munhu
kutonzi mwana wekwa chitukabowa ane hunhu
mma streets, ndodiwa hanzi marcus ane strateg
elitists be talkin’ ‘bout cl-ss and all that garbage
they think ma born rokeshen tongog-ya zvechi savage
but them ah know nuttin’, ghetto yout rine target
dzimwe nguva ndiri izvi, dzimwe nguva ndiri izvo
dzimwe nguva ini na vidzo tombog-ya nezva biko
ndenzara, ndrikupanda bhonzo sanka bhoki kana bingo
but damien marcus natty nah skiri rechi gringo
handiite zvema sketch, handilavhe zvemu zerere
asi ndoitira rough kachana kuti vekw-ngu vandireverere ndakakurira mu rokeshen, ndichitenderedza jenjere
that’s why i move with caution, ini fambe, ini fambe ini terere

hook
though born rokeshen, dread street smart
kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara musango, rekwedu mune gandanga rino tandamtsara rinofudza shumba, shumba dzine nzara

verse 2
usaite dzungu w-ngu hauzvikete kuti
unogona kungoneta sango rokunyima futi
hameno vakunditsvaga vachandiwana kupi
ndinenge ndiri mu bhushi ndichisunga zvangu kushi
i missed a trip to cali, but natty never worry
i been ku pluto, ku moon zvese neku mbare
ndogarodira mhamba dhaza kuti vadzimu vafare
ndoiketa nyota yacho, ndaivako futi kare
inini toti pace, nzeve dzangu hadzinzwe bhero
mode pressure zero coz ndinaro rangu gero
vaikama bho ka bhibho vobva vapinda muma corner
hanzi ndobata tsono dzega zvema pompy ndozvigona
vamwe jahmun vema suit vaida kunzi vakakora
vakarohwa bag na gomer ndobva vasara vaapa comma vakasara nezvirwere apa zvinhu zvakaoma
kufa kwaakudhura rest in peace kenny gora
pa ghetto pane horror nhamo ikuda kundi kanda corner
asi nyangwe zvakaoma i keep my dignity and honour
intact, still i hustle coz musiki vanoona
natty vari clean handina skiri rema kona
zvimwe zvacho hazvidi n’anga ronga tsoro bho pa chessboard chero yangu yabuda bhobho handina dhiri nema billboards
i free myself from sin so ma problems angu ma pebbles achapera ese ndaane mazi cash mu dashboard

hook
though born rokeshen, dread street smart kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara
musango, rekwedu mune gandanga rino tandamtsara rinofudza shumba, shumba dzine nzara
though born rokeshen, but natty street smart kugara ndakavhura ziso kunze kune chikara musango rekwedu mune gandanga rino tandamtsaka rinofudza shumba, shumba dzinokara

©2019 written by t. gwini
composed by j. ngubane, durban, south africa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...