lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mufaro – feli nandi

Loading...

ah*h hoye (aha*ah)
ah*h hoye (aha*ah)
ah*h hoye (aha*ah)

ah*h hoye (aha*ah)
ah*h hoye (aha*ah)
ah*h hoye

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mune runyararo, mune kugadzikana eh*h
(woiyerere) womberera chakanaka chaitwa nemumwe
(woiyerere) nhasi ndiwe, mangwana ndini
zviri kw*ngu, mangwana kwako

mune runyararo, mune kugadzikana eh*h
(woiyerere) chakanaka chaitwa nemumwe
(woiyerere) nhasi ndiwe, mangwana ndini
zviri kw*ngu, mangwana kwako

mangwana kw*ngu, mangwana kwako
mangwana kw*ngu, mangwana kwako
ho*o iye iye
ah*h ho*o
ho*o iyeyeye
ah*h ho*o

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura

mufaro, mufaro, mufaro mumoyo mangu
ndakadzidza kusachiva zvevamwe
zvakanaka mwanawe yemura
ho*o iye*e (ho*o iyeyeye)
(ho*o iyerere)

ari parutivi rw*ngu akaita chakanaka
ndigonesei ndifarire
handidi godo, ini handidi shanje
bvisai godo, bvisai shanje
mumoyo mangu iwe (ho*o iyerere)
muhana yangu iwe (ho*o iyerere)

ah*h ho*o
he*e iye iye
he*e iye iye
ah*h ho*o
he*e iye iye (ah*h ho*o)
he*e iye iye (ah*h ho*o)
ah*h hoye

mufaro (mufaro), mufaro (mufaro)
mufaro (mufaro) mumoyo mangu
mufaro (mufaro), mufaro (mufaro)
mufaro (mufaro) mumoyo mangu

ndakadzidza kusachiva zvevamwe (ho*o iyerere)
zvakanaka mwanawe yemura
(mufaro) mufaro, (mufaro)
mufaro (mufaro), mufaro mumoyo mangu

ho*o iye iye
ho*o iyerere
oh*h ho*o (ho*o iyerere)
oh*h ho*o
aha*a, aha*ah

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...