lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu nzira yangu – gary tight

Loading...

nzira yangu
nzira yangu
ndiwe

nzira yangu
nzira
nzira yangu
ndiwe

watora moyo w*ngu
waukanya kanya
wandimenya menya

wandipedza simba rangu
muhana yangu
wandifuratira

watora moyo
waukanya kanya
wandimenya menya

wandipedza simba
uchindifuratira

wandipedza simba
uchindifuratira
ndisina iwe
ndiri badza pasina mupini
tsono pasina shinda
gunguwo pasina nyana

ndisina iwe
ndiri badza pasina mupini
tsono pasina shinda
gunguwo pasina nyana

nzira yangu inondiremera
kana ndisina iwe
wekutamba naye
wekufara naye

nzira yangu inondiremera
kana ndisina iwe
wekutamba naye
wekufara naye

ndiwe wega mudiwa w*ngu
ndiwe wega sweetie w*ngu
ndiwe wega mudiwa w*ngu
woo oo oh

ndiwe wega mudiwa w*ngu
ndiwe wega sweetie w*ngu
ndiwe wega mudiwa w*ngu
oh ah
mama
i love you
mudiwa w*ngu
inga vakuru vakataura
moyo muti
unomera paunoda

inga vakuru vakataura
moyo muti
unomera paunoda

pazvinowoma zvichirwadza
mudiwa w*ngu kai
mira neni
handidi newe handidi newe
senzwara pazvigunwe

i want to take you to my mum
uve muroora waamai
vachakusimbisa amai
kusvika tafa kani nhai

ndiwe wega mudiwa w*ngu
ndiwe wega sweetie w*ngu
ndiwe wega mudiwa w*ngu
woo oo ohh

ndiwe wega mudiwa w*ngu
ndiwe wega sweetie w*ngu
ndiwe wega mudiwa w*ngu kani
nzira yangu
inondiremera
babe w*ngu
nzira yangu
nzira yangu
nzira yangu
inondiremera

kana ndisina iwe
wekutamba naye
wekufara naye

nzira yangu
nzira yangu
nzira yangu
nzira yangu

nzira yangu
nzira yangu
nzira yangu
nzira yangu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...