lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu amai – holy ten

Loading...

zvirikundirwadza mhamha
zviriku ndirikuzvitadza mhamha
i’m still praying, still believing ndiri kufaster mhamha
but when i say i gotta change hazvisi kulaster mhamha

pandiri kudhakwa ne boys it’s because handisi kubasa
handisi kudhakwa zve joy i could leave it no
handisi kuramba ndine choice
no, no handisi kuramba ndine choice
but now kuchikoro vanodzinga vanhu
vema drugs take you in vane love
chero musoro vanosimudzana
hapana anombonzi muranda
hapana anomborara anenzara
mhamha hapana anombonyimwa sadza
kwedu kune hunger rough
kwedu zvinofaya wafa i’m a stranger to myself now
and all the whiskey is a danger my health now
but i think i am h*ll*bound

ah mhamha hazvifadze izvi bodo
ndezvekukanganwa nhamo harinaki iri doro
baba took a third wife tatiwandei mupoto
and ku church they keep saying ngatifambei mushoko
ku church they keep saying that the lord is alive
but are you sure we’ll survive
when i see a piece of bread i am
sorta surprised zvatajaira hazvijairike
mhamha the girl child is living under pressure
mhamha the girl child is living on a stretcher
mhamha the girl child is living like a slave
haana mari now the girl child is living on a blesser
sipping up take another dive like i don’t care
the only thing clear in my life is the broncleer
when i’m off the liquor i can feel it raw fear

zvirikundirwadza mhamha
zvemadzinza zvikundirwadza mhamha
mhepo dzeku zaka dzikundibata mhamha
i’m still praying handisati ndakufa zvangu mhamha
iye mukadza w*ngu mhamha
achauya zvaanani she’ll come when its better
achauya tonosiya pfuma kwamzarabani
when i have my first son
i will call him mukudzei i will name him after me
i will hold him through the days i swear
i will support in my capacity
i swear muku i will never be your gravity out here
i swear i’ll pick you up and k!ll the tragedies
i swear i’ll call you king
you are the majesty out here
never let them judge you by your money or your flex
still remind you you’re the reason we are blessed
you are the reason why i am proud to be myself
i woke up feeling proud to be myself
got me singing mwari babaka itai ndife

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...