lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mbuya vana munya – holy ten

Loading...

mbuya vana munya lyrics
[intro]
eh
cough
ten, tone down
asamanyanga sounds like this
ndege ndamwa tea saka ndovhunduka chi
phew, ten uh

[verse 1]
tone down hlala phansi, gara pasi
hapasikuda zvemukando pada mari
ini i’ve seen it all, eh isa zvamwari
most of these famous people vaunoziva havana mari (mari!)
ini vandoziva havana pfari but somewhere varikukwadza gala mari
ma assumptions arikukwadza mwana wevhu
dai matsvaga jesu dai matsvaga ah ah
i told you don’t go uriku interrupter schedule
handizi john cole handiskuda kuita ma dance moves (no!)
i was talking neka mwana kepa friends
kadzoka makuseni kanga katorwa nebenz
kada kutanga kunzwa k*mba kunevanhu clear conscience
dai wanzwa machills wada kutanga kuita raw s*x (iih!)

[verse 2]
eish and i hate k*mbokusunga
but kukopa voice rangu won’t make you muku junior
handina zvipande ini ndongwavha ngwavha w*ngu
ini handirare panze (nah)
ini ndogona kudhakwa w*ngu but handibate mbanje (mbanje)
ini handibatwe nembanje (handibatwe ini)
okay
[refrain]
takaenda takaenda (takaenda)
k*ma awards akachena, akachena (akachena, akachena)
akakuya, akakuya (akakuya akakuya)
vanambuya vana munya (vanambuya vana munya)
takaenda takaenda (oh ya)
k*ma awards akachena, akachena (akachena akachena)
vakakuya, vakakuya (vakakuya vakakuya)
wana mbuya wana munya (wana mbuya wana munya)

[verse 3]
marumours ari free but ini handizi free though
kuno kwatogara anditozive kuti busy chi bro
samanyanga sounds pano hapana ecd bro
ahh, iwe! aah! ayiwa aah
paunogara pari risky (paunogara safe)
patotaura politics patotaura tomu, ah
patotaurwa tomubvisa
ah zvamunotaura zvinondityisa
inini, inini i’ve been going hard kubva gore rekutanga
i’m still going hard kunge mushonga wemusana
huh! (mushonga wemusana) yeah
i said i’m still going hard kunge mshonga wemusana

[refrain]
takaenda takaenda (oh no)
k*ma awards akachena, akachena (akachena, akachena)
akakuya, akakuya (akakuya akakuya)
vanambuya vana munya (vanambuya vana munya)
takaenda takaenda (oh ya)
k*ma awards akachena, akachena (akachena akachena)
vakakuya, vakakuya (vakakuya vakakuya)
wana mbuya wana munya (wana mbuya wana munya)

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...