lirik lagu zvivindi – holy ten
ten
yeah, ah
zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi, zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvivindi
asi zvivindi zveiko?
seiko? (sei?) pacho pakaropafadzwa, pacho pakabatanidzwa?
(pacho pakabatanidzwa?)
pacho pakatangwa imba, ndopanotamba imbwa (panotamba imbwa)
mwari, nanhasi handinzwisise ini
why vanhu kuita ma*guts? zvamakaronga imi kuti zvimiswe imi
aiwa, imbodya spoon yenyadzi (please)
imbodya spoon yenyadzi (ah)
utori newako waunoti wako, hameno uriku*lacker chii? (chii?)
people invest wo mukuda munhu
iwe, you wrestle wobva waruma
poita ma*echoes, poita anyumwa (poita ma*echoes, ah)
tumai mheni irove munhu (irove munhu)
musha unotsva, tumai benji arove gotsi
ah, pa*fair, muti unowa
makatinzwira mumanzwira, patakarwira mumabira
amana marira, asi kukara uku, zvanzikwa
but dikita renyu dirai k*mwe (dirai k*mwe)
mirai kure k*musha kwenyu
munhu wese vanodya, vanoisa munhu pa*menu
kusvika jeso adzoka, ngatirangane pachedu (pachedu)
umwe wedu
aiwa une zvivindi, zvekutofunga vanhu vevanhu
mugovera kusvika chishanu, une chohwera, une misikanzwa
zvichakudzokera, ingopa karma time
unoda zvek*maraini asi ichadambuka twine (ichadambuka)
aiwa w*ngu une zvivindi (aiwa) zvekutofunga vanhu vevanhu
une zvivindi (unazvo) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvinindi
asi zvivindi zveiko?
zvivindi (ah, ah) zvekutofunga (ah, ah) vanhu vevanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kufuga jira revanhu
une zvivindi (ah) zvekuda kupfuura panopera muganhu
une zvinindi
asi zvivindi zveiko?
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu vincent augustus › lirik lagu inside – vincent augustus
- kumpulan lirik lagu district105 › lirik lagu not worth saving – district105
- kumpulan lirik lagu gregory lioi › lirik lagu when we die? – gregory lioi
- kumpulan lirik lagu wesley willis › lirik lagu brian kiss – wesley willis
- kumpulan lirik lagu houstonprospect cold lynn › lirik lagu филипп киркоров (philip kirkorov) – houstonprospect, cold lynn
- kumpulan lirik lagu q da fool › lirik lagu wit my rounds – q da fool
- kumpulan lirik lagu rose may alaba › lirik lagu oshey – rose may alaba
- kumpulan lirik lagu hakan hellstrom › lirik lagu det här är shooowbiizzz – håkan hellström
- kumpulan lirik lagu eddead › lirik lagu vile – eddead
- kumpulan lirik lagu flawless real talk › lirik lagu i heard – flawless real talk