lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu bvumbamirai – jah prayzah

Loading...

pamunovhika, painovhuruvhuta
mweya yakaipa, mweya yandinotya
pamunovhika, painovhuruvhuta (honde)
mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya (honde)

painodzoka, ichamirira kwadoka (honde)
mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya
painodzoka, ichamirira kwadoka
mweya yakaipa (ahh honde), mweya yandinotya

huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

makata iwe makata (bvumbamira)
tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)

nekuti mandinzwa muchembеre (bvumbamira)
kwekwe tamuka ka, uraramе semucheche
vadzimu vari mugomo, vasati vapindura
kwekwe tamuka ka, urarame semucheche
vadzimu vari mugomo, vasati havapindura

shungu iwe, shungu iwe
zviuya zvirimberi
izwi revari musango, harisati ranzwika

shungu iwe, shungu iwe
zviuya zvirimberi
izwi revari musango, harisati rapindura

huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

makata iwe makata (bvumbamira)
tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
makata iwe makata (bvumbamira)
tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

homwe, ichabereka dzimwe homwe
mukoma rugare (hande), mukoma rugare
k*mbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero
cherugare (hande), mukoma rugare

haiwa mondiyeuka, pamucharangarira vamwe
mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa
rugare (hande), mukoma rugare
haiwa mondiyeuka, pamuchakomborera vamwe
mudzimu unoyera baba ndovavarira
rugare (hande), mukoma rugare

huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

huyai mupukute masodzi angu (bvumbamira)
douyai mundipewo chinzvimbo changu (bvumbamira)
ndodaira kuti ndichagarika (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)
makata iwe makata (bvumbamira)
tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

makata iwe makata (bvumbamira)
tichingoripo tichigomera (bvumbamira)
asi mangwana tichateremuka iwe (bvumbamira)
nekuti mandinzwa muchembere (bvumbamira)

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...