lirik lagu chengetedza – jah prayzah
chengetedza rudo rwemoyo w-ngu
nyararidza kuchema kwehana yangu
umire mire ndirwire hondo dzangu
ndokuti ndizive ndiwe darlie w-ngu.
chengetedza huchi hwandinomora
ndiri raramise nesadza raunomona
k-marehwa rehwa haiwa usandishora
kuti ndizive kuti ndiwe darlie w-ngu
kana sango ndofura sora
mwedzi ndoturunura
gomo ndokoromora…
kuti ndizive ndiwe darlie w-ngu…
kana sango ndofura sora
mwedzi ndoturunura
gomo ndokoromora…
kuti ndizive ndiwe darlie w-ngu…
mbiri ye kundari.fume ndine mabori
haungandishori.rudo k-mberi
usandidire mari ayee ayee yee
ndozvinoita ndizive ndiwe darlie w-ngu
mbiri ye kundari.fume ndine mabori
haungandishori.rudo k-mberi
usandidire mari ayee ayee yee
ndozvinoita ndizive ndiwe darlie w-ngu.
chii chakutambudza.pfumo rangu ndosimudza
pasina anoti yanganudza nyatsondicherechedza
senzira ini ndoyeredza
ndomira newe dia.uchandiona.
chii chakutambudza.pfumo rangu ndosimudza
pasina anoti yanganudza nyatsondicherechedza
senzira ini ndoyeredza
ndomira newe dia.uchandiona.
haiwa sango ndofura sora
mwedzi ndoturunura
gomo ndokoromora…
kuti ndizive ndiwe darlie w-ngu…
kana sango ndofura sora
mwedzi ndoturunura
gomo ndokoromora…
kuti ndizive ndiwe darlie w-ngu…
mbiri ye kundari.fume ndine mabori
haungandishori.rudo k-mberi
usandidire mari ayee ayee yee
ndozvinoita ndizive ndiwe darlie w-ngu.
mbiri ye kundari.fume ndine mabori
haungandishori.rudo k-mberi
usandidire mari ayee ayee yee
ndozvinoita ndizive ndiwe darlie w-ngu.
kana sango ndofura sora
mwedzi ndoturunura
gomo ndokoromora…
kuti ndizive ndiwe darlie w-ngu…
kana sangoooo.
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu arma jackson › lirik lagu changer d’équipe – arma jackson
- kumpulan lirik lagu 일리닛illinit › lirik lagu everything – 일리닛(illinit)
- kumpulan lirik lagu justina › lirik lagu miraghsam – justina
- kumpulan lirik lagu wanzz › lirik lagu signorina – wanzz
- kumpulan lirik lagu dchamp › lirik lagu tokin’ – d’champ
- kumpulan lirik lagu sickjaden › lirik lagu gangstar – sickjaden
- kumpulan lirik lagu mikki phresh › lirik lagu snapchat – mikki phresh
- kumpulan lirik lagu liza monet › lirik lagu y a comme un pépin – liza monet
- kumpulan lirik lagu mc davo › lirik lagu aparentan – mc davo
- kumpulan lirik lagu vexes › lirik lagu decisions are death here – vexes