lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu chero – jah prayzah

Loading...

[intro]
eyaa
mugwizi

[verse 1]
hapadi anokutsanangurira kuti ini ndorira unozviziva
ende ndichatozomira kurira mandikwidibira k*makuva
munongoramba kubuda pachena asi mun0bvuma muchipfuva (bvuma)
kamoto kamunongoramba muchingodira peturo kachingodzima (bvuma)
makatanga mune stayera mukachinja stayera kusvika pakuguma (bvuma)
ndikasvika vanondiwomberera semudzimu unoera vakandiona (bvuma)

[pre*chorus]
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere

[chorus]
chеro
chero
chero zvazvaita
chero
chеro
chero
chero zvazvaita
chero
[verse 2]
bvunza vakuru vedzinza
chero kupi kwaun0bva
kuti ndiani akareba
zichangamire rinosimudza mureza
vachakuti cherechedza
anomira panonyudza
anosiya awaridza
ndichangamire anosakura ozunza
oh, gwenyambira taunzwa mutinhimira
chimbotikwenyera tikupe chiremerera
oh, deketera kune vanovhenekera ndovaremera
ndauya ndakachaja ndabuda musaga
ndinenge gandanga kusiya ndaparadza
asi inovava mhiripiri mukaiwanza
ende inopisa futi mvura ikafanza

[chorus]
chero
chero
chero zvazvaita chero
chero
chero
chero zvazvaita chero

[verse 2]
ndakadarika masango iwe
ndakararamiswa nechakata ndikapukunyuka
munoziva kune nhamo here
yekushaiwa zambuko uchida kuyambuka
izwi rakangoti famba wakadaro
zvakanakanaka munzira iyoyo
eh, vakuruwe inzwai waro
mundidairewo muninga imomo
chimwe chokwadi varume inga chinonzi mutauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
ndomboita mamwe mafira kureva kunge sauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
gamba rinorova ngoma kusvikira mauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
kasipo kadiki kanoperera patauro (he, eh, eh, he, eh, eh)
[pre*chorus]
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere
une nharo here iwe ndienderere

[chorus]
chero
chero
chero zvazvaita chero
chero
chero
chero zvazvaita chero

[outro]
ha, heka, heka
ha, heka, heka, heka
ha, ukandiheka, ndinohekenurwa nanyamayaro
ha, ukandiheka, ndinohekenurwa nanyamayaro
saka heka, heka, heka saka heka
ha, umm, heka, heka, heka saka heka
ha, ukandiheka, ndinohekenurwa nanyamayaro
ha, ukandiheka, ndinohekenurwa nanyamayaro
saka heka

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...