lirik lagu chigaro chehushe – jah prayzah
ndakazvinzwa zvamaironga
pandichatsika muchandinokora tsoka
pfumo reropa kune veropa
eh heee
ndimi muchandiuraya
panonyorwa mukono hapameri sora
kuumburudzana, kuumburudzana
pfumo reropa kune veropa
eh heee
ndimi muchandiuraya
munzira yacho kutsika mabvunze
munoda kufamba wakateya nzeve
pavachakanda museve tsoka ndibereke
ndinotya kunyangarika kuenda kusingadzokwe
chorus
chigaro chehushe chinorema
chine varanda vazana mana
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukama
chigaro chehushe chinorema
chine varanda mazana mana
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukana
ndaona mhute ichiuya
bhuru remudzimu richik*ma
rwizi rwazara kusina kunaya
munoda here kuteura
zvadziri hope dzinoshura hondo
vedumbu rimwe vodambura sungano
zvaruri ruvengo rwopinda munwongo
vakatemwa nyora dzemangoromera
zvadziri hope dzinoshura hondo
vedumbu rimwe vodambura sungano
zvaruri ruvengo rwopinda mumwongo
vakatemwa nyora dzemangoromera
chorus
chigaro chehushe chinorema
chine varanda mazana manq
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukama
chigaro chehushe chinorema
chine varanda mazana mana
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukama
vanoda nduramo
vanoda goneso
van0bairana chiraramo
chesimba nendarama
mmm vanoda nduramo (vanoda nduramo)
vanoda goneso (vanoda goneso)
van0bairana chiraramo heheeee
chesimba nendarama
haiyeyeyeye
chorus
chigaro chehushe chinorema
chine varanda mazana mana
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukama
chigaro chehushe chinorema
chine varanda mazana mana
vese vanoda kugara nhaka
vachabayana pahukama
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu max gomez › lirik lagu rule the world – max gomez
- kumpulan lirik lagu willem ardui › lirik lagu beziel me – willem ardui
- kumpulan lirik lagu yung melz › lirik lagu más crecemos – yung melz
- kumpulan lirik lagu beau › lirik lagu morning sun – beau
- kumpulan lirik lagu acurate › lirik lagu glorious – acurate
- kumpulan lirik lagu lil night 5700 › lirik lagu top – lil night 5700
- kumpulan lirik lagu darian renee › lirik lagu honestly – darian reneé
- kumpulan lirik lagu lyran dasz › lirik lagu tamer – lyran dasz
- kumpulan lirik lagu fleur east › lirik lagu here i am – fleur east
- kumpulan lirik lagu plootoh › lirik lagu shut – plootoh