lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu chitubu – jah prayzah

Loading...

hiya hoye
haiya hiya
hiya wo

hiyere hiyere hiyere mambo (ramba uchikakata)
hiyere hiyere hiyere mambo (ramba uchikakata)
hiyere hiyere hiyerere (ramba uchikakata)

[verse 1]
ndirangarireiwo mukuru w-ngu
mundisimudzire nechipo changu
iyoyo ndiyoyo korona yangu
chipo changu chindisvitse murugare rw-ngu
simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata)
kuratidza shungu yorutsa huturu (ramba uchikakata)
simba mufambire wayo imhungu changamire (ramba uchikakata)
kuratidza shungu yorutsa huturu

ndakaiona nhamo inopisa inosvaura ini
ndakaiturika k-matenga akazaruka ini
ndakazviona kubvira kare kuti munoera imi
zvikomborero zvamun0burutsa munogona

kuya kuya mamera kuya kuya
kuya kuya mamera kuya kuya
kuya kuya mamera kuya kuya
kuya kuya mamera kuya kuya

[chorus]
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)

[verse 2]
ndakatanga ndichikambaira
fume mangwana kutekaira
(takamirira zvikuru
zvouya wedza mangwana)
chemudenga chichakoromoka
semurume wotoshingaira
(takamirira zvikuru
zvouya wedza mangwana)
kuti nhamo yangu nhamo yako, nhamo kugovana nhamo
(takamirira zvikuru
zvouya wedza mangwana)
kuti hamo yangu, nhamo yako, nhamo ini handidi nhamo
(takamirira zvikuru
zvouya wedza mangwana)

[chorus]
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)

ho iye

[verse 3]
takafamba munzira dzakafamba vamwe vakasasvika (heya)
takadambura dhibhu rakasunga vamwe vakarembera (heya)
chamunyurududu toyambuka mudziva tayambuka mhiri (heya)
tidzengerere nyoka musango iwe charika (heya)
zvakutoda mukuru ndionere nzira ndingatsauka (heya)
chandikonza musana kufondoka kuti ndingabudirire (heya)
tipinde tipindewo mhanduwe
tifambe nendima (heya)
tibate tibatewo mhanduwe
tifambe nendima (heya)

[chorus]
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)
dai mangondigamuchira (zama)
chitubu chinodira (zama)
dai mangondibatidzira
kamwenje kamakandichengetera (ah zama)
mukuru ndaombera (zama)
aiwa ndanyengetera (zama)
masodzi kuyerera
ishungu dzinoti budirira (ah zama)

[outro]
(aah chihombe)
(ini handibvume)
kusakara
ndakaramba kusakara
kusakara
ndakaramba kusakara
vane ndarama
inga vamwe vakagarika
vane ndarama
inga vamwe vakagarika

kuya kuya mamera kuya!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...