lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dzamutsana mutsana – jah prayzah

Loading...

ahhaaa ahahahaha
ahahaha ahahahhha

kubvira kare ndichikuda
asi baba vako vakandizvonda (ndanchiringa)
zvakangodaro ndaigogodza (ndanchiringa)
dakara mai vangu vazobvunza (ndanchiringa)
ndairinga nyangwe pese pawaitsika (ndanchiringa)
nyeredzi nyamatsatsi zvayadzika (ndanchiringa)
dzaimira kufunga njere kurasika (ndanchiringa)
dakara mai vangu vazobvunza (ndanchiringa)
unombodei zvaunowonda
unombonzwei paunomuona
chingogashira kuti zvakakona
zvimwe kuda rimwe zuva uchamuona

dzamutsana mutsana wetsuro nembwa (dzamutsana mutsana)
dziri kungoternderera sango reuzumba (dzamutsana mutsana)
ndizvo zvandakagara ndavaudza (dzamutsana mutsana)
kuti ndiroro randasarudza (dzamutsana mutsana)
inga ndochirwere chanditambudza (dzamutsana mutsana)
mandondo mundondowe pururudza (dzamutsana mutsana)
wendondozve wotanga kudzana (dzamutsana mutsana)

dairai ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
zvinondishungurudza ironda (dzamutsana mutsana)
kuti moyo w-ngu dai wazorora (dzamutsana mutsana)
mitoro yangu yose turuka (dzamutsana mutsana)
dairai ukandida ndichakurera (dzamutsana mutsana)
moyo w-ngu unodisa kuti tese t-tambe (chitekete)
gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete)
zuva ravira uchandiina ndauya
tichifamba, tichitamba, tichijikanya
moyo w-ngu unodisa kuti tese t-tambe (chitekete)
gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete)
zuva ravira uchandiina ndava
tichifamba

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...