lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mdhara vachauya – jah prayzah

Loading...

[intro: jah prayzah]
wandinzwa ndichidaidzira dhiya
ndikati dai wambotarisa nguva
nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
asi ramba uchingopenya kunge zuva

[chorus 1: jah prayzah]
vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa
mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa

[verse 1: jah prayzah]
kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba
chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
vanosara vachingoringa ringa ndanovhima

[bridge: jah prayzah]
kuti dzive ngano
haiwa isungano
ichi chirangano
chibvumirano

[chorus 2: jah prayzah]
vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa

[verse 2: jah prayzah]
ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu
ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu
maona here chisikana chakachangamuka? iruva rangu
vakanetsa ramba uchingotsika-tsika dhiya wangu

[bridge: jah prayzah]
kuti dzive ngano
haiwa isungano
ichi chirangano
chibvumirano

[chorus 2: jah prayzah]
vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
unyerere, uchingoshaina ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa

[verse 3: jah prayzah]
kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba
chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
vanosara vachingoringa ringa ndanovhima

[bridge: jah prayzah]
kuti dzive ngano
haiwa isungano
ichi chirangano
chibvumirano

[chorus 2: jah prayzah]
vanoziva kuti mdara vachauya ahaa
mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa
unyerere uchingoshaina ahaa

[bridge 2: jah prayzah]
wandinzwa ndichidaidzira dhiya
ndikati dai wambotarisa nguva
nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
asi ramba uchingopenya kunge zuva

[chorus 3: jah prayzah]
vakanetsa unoti mdara vachauya ahaa
mudhara wacho ishumba inoruma ahaa
unyerere, uchingoshaina, ahaa
unyerere, uchingoshaina, ahaa
unyerere, uchingoshaina, ahaa
unyerere, uchingoshaina, ahaa

[jah prayzah]
ndanga ndina oskid

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...