lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu porovhoka – jah prayzah

Loading...

[intro]
heyi, itai so majita
ahaha, wagwizi
ayo young d, you done dat
zvakanangana

[pre*chorus]
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana, ha
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

[chorus]
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
waita kakudhingukira wasimuka nehondo
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

[post*chrous]
zvekuverenga change mubhawa, iwe zvakasara paya paya
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
kune mbinga dzema shuwa shuwa, iwe dzinokanda mawaya waya
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

[verse 1]
saka cheka vanoda zvinonaka
kune huchi nemukaka, nyama nechitaka
ndinopisa musoro saka
kaskiri kehushasha, shasha dzemuchimana
sugar ndodira ndega
musandi porovhoka
porovhoka
musandi porovhoka
[pre*chorus]
zvakanangana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
musandi porovhoka
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
musandi porovhoka
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

[chorus]
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
waita kakudhingukira wasimuka nehondo
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

[verse 2]
doro racho tinorimwira mujerry can, ha
vavengi vacho vagotigarira nerekeni
tichavatiza tigovanzvenga pajunction, ha
vana gogo vachingochonya maben 10
mapopo neshampopo fonera chairman
fumura, fumuka, jamuka, ita
ita yaunoita
sugar ndodira ndega
musandi porovhoka
porovhoka
musandi porovhoka
[pre*chorus]
zvakanangana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
musandi porovhoka
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
musandi porovhoka
zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

[chorus]
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
waita kakudhingukira wasimuka nehondo
tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
tamba mwana akanaka tione

[outro]
ndodira ndega
musandi porovhoka
porovhoka
musandi porovhoka

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...