lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tsotsi – jah prayzah

Loading...

[intro: jah prayzah]
ibva munzira ndidarike, soja risimuke!
nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?
wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi
nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?

[chorus: jah prayzah]
maziso piriviri, magumbuka
chiiko? handikendenge
kuzvivesera moto, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
chipfuva kunge shato, magumbuka
chiiko? handikendenge

[verse 1: jah prayzah]
vanditarisisa, k-musoro nekuzasi
ndikati nzvee, ndikati nzvee, pfumo rikabaya pasi
handiverengeri poshi, shoko rangu harivhikwi
vamwe van-bheja mari voda kundidyara kunge mhodzi

[refrain: jah prayzah]
pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu
pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu

[chorus: jah prayzah]
maziso piriviri, magumbuka
chiiko? handikendenge
kuzvivesera moto, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
chipfuva kunge shato, magumbuka
chiiko? handikendenge

[verse 2: jah prayzah]
vanofarira k-mora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai mwari maitonga mbavha zvaifamba

[bridge: jah prayzah]
ibva munzira ndidarike, soja risimuke!
nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?
wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi
nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?

[chorus: jah prayzah]
maziso piriviri, magumbuka
chiiko? handikendenge
kuzvivesera moto, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
kuzvivesera moto, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge
makandivavarira, magumbuka
chiiko? handikendenge

[verse 2: jah prayzah]
vanofarira k-mora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai mwari maitonga mbavha zvaifamba
vanofarira k-mora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai mwari maitonga mbavha

[jah prayzah]
munya vialy, keen mushapaidze, josh hozheri, silent k!ller, dual sim, mradha! kudzi savanhu, tich mharadze, naslimmaz!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...