lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kurwizi – jamal mataure

Loading...

(betty)
patakaenda shamwari
chaive chinangwa chamwari
nyangwe waisava nemari uchidana na tamari
hazvina kundiita worry nekuti ndaidana nafari
ndipo apo rudo rwakandiba….

patakaenda kurwizi
taive vaviri
shiri dzichitipa mhanzi
kufadza iwe neni
ngirozi ndokuburutsa rudo
ini ndikakuyiimbira chimbo
tikariyambuka zambuko
tichitsika matombo erudo

(jamal)
ndichine tariro yekurida
zuva rakandisiya namavanga
randifefetera tigere mumumvuri werudo
tichitepfenyura mhiko dzerudo
tigere zvedu pamadiro
kusimbaradza dzinde rerufaro
tichironga hupenyu

patakaenda kurwizi
taive vaviri
shiri dzichitipa mhanzi
kufadza iwe neni
ngirozi ndokuburutsa rudo
ini ndikakuyiimbira chimbo
tikariyambuka zambuko
tichitsika matombo erudo

bridge
(betty) nyeredzi yakavaima masikati
(jamal) murutivi rwerwizi
(betty) mudziva muine runyararo
(jamal) tigere hedu paruware
(betty) chando cherudo ndokurova
(jamal) takabvumbanirana
zuva riye ndokubva radoka
rikandisiya ndichipf-kutwa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...