lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu juzi – kae chaps

Loading...

usanetseke i will be fine
it’s just a matter of time
chete chete ko handi ndizvo zvawakada
plus kudzidza hak*mboperi
mwari anenge anechinangwa

chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
ungandirove zik*make believe
kuita kundidh0m*tsa you played deceive
wakandiratidza zveshuwa kuti uri mwana waeve
ndine ma ghost arikunditsoma
k*mba kwedu saka

[chorus]
dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
ndikaritarira ndoshaya rugare
utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
ndikadzitarira ndoshaya rugare
(ndoshaya rugare)

wakati ukuda attention
i gave you the sh*t
i’m broke from all the dreams that you were sеlling me
urimboko yemunhu i felt i should tеll you this
but nyangwe zvazvo hatizi ma enemies
[hook]
zvakare ndezvekare ngatingozvisiyei
zverudo zvacho taimbozviitirei
ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei

[chorus]
now chandok*mbira kuti
utore juzi rako rawakakangamwa
ndikadzitarira ndoshaya rugare
utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
ndikadzitarira ndoshaya rugare
utore juzi rako rawakakangamwa
ndikadzitarira ndoshaya rugare
utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
ndikadzitarira
(ffutronic)

[bridge]
zvichimboitirwei zverudo zvacho taizviitirei
zvichimboitirwei zverudo zvacho taizvi

[chorus]
dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
ndikaritarira ndoshaya rugare
utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
ndikadzitarira ndoshaya rugare
dzoka utore juzi rako rawakakangamwa
ndikaritarira ndoshaya rugare
utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
ndikadzitarira ndoshaya rugare

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...