lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu hupenyu wenherera – killer t

Loading...

[intro]
zvikanzi mwanangu hona zvondoenda
asi mwanangu ndongoenda nekurwara
moyo uri kuchema, uri kuchema kuti zvondoyenda uchasara nani

[pre*chorus]
hapana pavaikwaikwanisa kutaura neni
zvese vaingotungamidza hasha
hapana pavaikwanisa kutaura neni
zvese vaingotungamidza hasha

[chorus]
upenyu hwenherera handina kana wokuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura

[verse 1]
hama dzose dzaingotida muripo
kana ndikazvitaura ndoita sendinonzvenga
upenyu hwairwadza kurarama kwacho
kukura kudai ndine vanhu vandairarama navo
mhamha kubva pamakatisiya nevanhu vese vamakasiya
kune vakati vanoda kugara nesu parufu vachida kunzi vanga vane moyo munyoro

[pre*chorus]
hapana pavaikwanisa kutawura neni
zvesе vaingotungamidza hasha
hapana pavaikwanisa kutawura neni
zvese vaingotungamidza hasha
[chorus]
upеnyu hwenherera handina kana wokuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura

[verse 2]
zvakange zviri nani pamakange muripo
taingove nemufaro nyangwe tisina kudya
hupenyu hwairwadza kurarama kwacho
pandinenge ndangotadza tora demo timuponde
hapana ane rudo rwakangofanana nerwamaitipa
kuchengetwa kwacho zvakatosiyana nezvamaitiita

[pre*chorus]
hapana pavaikwanisa kutawura neni
zvese vaingotungamidza hasha
hapana pavaikwanisa kutawura neni
zvese vaingotungamidza hasha

[chorus]
upenyu hwenherera handina kana wokuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
vakati upenyu hwenherera handina kana wekuchemera
misodzi pamatama yoerera asi varipo mai vakazvitaura
[outro]
vakazvitaura
vakazvitaura

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...