lirik lagu sevanoigona – killer t
[intro]
manhamba manyowani
tamuka
military touch
anaya for
hot property
chairman, dakushandisa mukana shamari
[pre-chorus]
vakauya vachindiratidza tumhasuru
vane dzungu hobho pasuru
vane moto unodzima sewe kenduru
manje inini ndin-bvira kunge peturu
[chorus]
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
[verse 1]
tinotambidza matsaga spike
tova diluta nesprite
inini neni handisi right
ndoita kubhururuka kuita kunge kite
nhasi tovapinza patight
kuita vekuvheneka nelight
nhasi vachakwana mubucket
vanga vajaira kutiitira zvidocket
[chorus]
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
[verse 2]
hondo haisi yechipfuti chemvura
vakauya kuno tinovatsabvura
kuita kunge nyama tinovasandura
kurohwa chit-titi maziso opindura
tinovadyira panyama mubhora
fanika neni vanotoona horror
ndidzo nyaya dzatinoongorora
takaoma musoro tosiya tavatyora
[chorus]
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
[verse 3]
vakauya vachindiratidza tumhasuru
vane dzungu hobho pasuru
vane moto unodzima sewe kenduru
manje inini ndin-bvira kunge peturu
tinotambidza matsaga spike
tova diluta nesprite
inini neni handisi right
ndoita kubhururuka kuita kunge kite
nhasi tovapinza patight
kuita vekuvheneka nelight
nhasi vachakwana mubucket
vanga vajaira kutiitira zvidocket
[chorus]
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
[outro]
vari kungoti “hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
“hondo, hondo” sevanoigona
chikachaya hakuna watinoona
vanomhanya vese pachikona
vane dzungu but ndikuvaona
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu nu look › lirik lagu la vie a deux – nu-look
- kumpulan lirik lagu curreny trademark da skydiver young roddy › lirik lagu plan of attack – curren$y, trademark da skydiver & young roddy
- kumpulan lirik lagu rech row › lirik lagu killer instinct – rech row
- kumpulan lirik lagu orelsan › lirik lagu les vœux de raelsan pour 2012 – orelsan
- kumpulan lirik lagu david guetta › lirik lagu hey mama (boez van de beatz remix) – david guetta
- kumpulan lirik lagu anthony evans › lirik lagu where are you christmas? – anthony evans
- kumpulan lirik lagu watkin tudor jones › lirik lagu world champion – watkin tudor jones
- kumpulan lirik lagu leonardo favio › lirik lagu amanecer y la espera – leonardo favio
- kumpulan lirik lagu souza › lirik lagu the rise – souza
- kumpulan lirik lagu brett michael › lirik lagu november 18th freestyle – brett michael