lirik lagu tamba navo – killer t
[intro: k!ller t]
hot property (ohh), nyatsocheka masettings, marunnings (k!ller t)
anaya 4
[verse 1]
musandifungise nhamo takati hatichaida pano
asi ini ndine zano, dai mambotandara pano
musanditsamwise
mirai ndikusimbise
usandigumire
nyama mugochere
toda kufara zvekufara tichitandara
asi nguva ndiyo shoma
ndoda kufara nemi chi all night asi kuden tight
bhonji dzima light ooh (military touch)
[chorus]
ndoda kutamba navo prezha (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
ndizarurirewo (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
ndizarurirewo (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kufamba navo)
[verse 2]
ndipo patinoti isusu dzawira mutswanda
nyama iri pano yakawanda
mudye zvekukanganwa kuti kuchauya mangwana
aiwa ndizarurirewo ndikange nyama
mukaita zvekususumwa tichirova maobama
handina chek*mirira tamuka
vanhu vese vakamuka
ghetto rakamuka, munhu wese akamuka
gochayi nyama mafero musazowanza mamero
ndoda kufara madeko
kupenga hakuridzirwe bhero
[chorus]
ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (ayе kutamba navo)
ndoda kutamba navo prezha (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
ndizarurirеwo (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
ndizarurirewo (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
[verse 3]
usambotarisa nguva mumwe w*ngu
vaudze k*mba touya (ooh)
usambotarisa nguva mumwe w*ngu
vaudze k*mba touya (ohh)
usandifungise nhamo takati hatichaida pano, asi ini ndine zano
dai mambotandara pano
musanditsamwise (ohh)
mirai ndikusimbise
musandibvumire nyama, mugochere
[chorus]
ndoda kutamba navo purezha (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
ndoda kutamba navo purezha (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
ndizarurirewo (kutamba navo)
ndoda kutamba navo (aye kutamba navo)
ndizarurirewo (aye kutamba navo)
ndoda kufara navo (aye kutamba navo)
hoye, hoye hoye
hoye, hoye hoye
hoye, hoye hoye
hoye, hoye hoye
[outro]
vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye)
vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye)
zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye)
tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye)
vane chinono chekucheka nyama (hoye hoye hoye)
vanoda kuti ini ndipfeke mvemve (hoye hoye hoye)
zvikanakidza chete ndozvidawo (hoye hoye hoye)
tivaratidze kuti isu tine nharo (hoye hoye hoye)
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu gordie johnson › lirik lagu chili cold blood – gordie johnson
- kumpulan lirik lagu mj lenderman › lirik lagu knockin (single version) – mj lenderman
- kumpulan lirik lagu peggy lee › lirik lagu razor (love me as i am) – peggy lee
- kumpulan lirik lagu mirrorlesss › lirik lagu howling (take me to the hospital) – mirrorlesss
- kumpulan lirik lagu tiziana rivale › lirik lagu sempre con te – tiziana rivale
- kumpulan lirik lagu hoxilade › lirik lagu inmune – hoxilade
- kumpulan lirik lagu epic rap battles of creepypasta › lirik lagu username: 666 vs mereana mordegard glesgorv – epic rap battles of creepypasta
- kumpulan lirik lagu jungeli › lirik lagu petit génie – jungeli
- kumpulan lirik lagu josh gilligan › lirik lagu so clear – josh gilligan
- kumpulan lirik lagu alpha union › lirik lagu revolución de adoración – alpha union