lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu up and down – king static

Loading...

intro:
up and down ,up and …..
yeah
haaaa
ye ye ye ahh
chorus:

life ingori ma up and down
zvese zvingori ma up and down
life ingori ma up and down
wha*what goes up must come down

verse :
sometimes zvombo sparka
soemtimes zvomboshakwa
sometimes zvombofaya
sometimes ndoda larger
kuti ndifeele bho ,kuti ndifeele bho
ndati ndisevhe ka cheddar gogo vapiwa mubhedha
h*ll no hazvisi zvega r.i.p ,supa mega
ndati nditenge ka jagwa hanzi ndione namudhara
hanzi lah zvakadhakwa hapana kana yekutamba
tranna make ends meet ,sometimes zviri lit sometimes zviri weak sometimеs zviri neat
up and ,up and down what’s popping
lord see me now
chorus:

life ingori ma up and down
zvеse zvingori ma up and down
life ingori ma up and down
wha*what goes up must come down

verse
sometimes ndomuka ne 2 grand ,sometimes ndomuka 2 rands
sometimes handa kana zuda,saka ndichizodawo two blunt
kuti ndifeele better kufungisisa ndimborega
sometimes zvombodirwa sugar popping bottles with cougars
handitombode kuenda k*mba popping bottles nana dhudza
this is life you gotta pull up
protect your energy you ain’t a loser
zvimiririre usapusa good life ndoyando chooser
uh *up and down big dreams pulling up in a foreign
all the bulls*** i’m ignoring,ama ride the wave im the chosen huh

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...