lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu idya easy – kingraw & el truth

Loading...

[verse 1]

1 2 3 4 boys raka namwa
atina bag asi, togara taka namwa
tsom tsom yacho, tisu tinoyi tsoma
andimwe beer w*ngu coz andina gear rangu
offline w*ngu, tobhema ye data w*ngu
choppa ati hunza mari ye bus w*ngu
bvanda famba 10ks kubva ku gwazh zvangu
tatenga challis, tikachirovera mu garris
mu escort
i think pakutoda escort
last time boys raka rara k*ma passport raka baka ne guka
inini ndairova super that day
ndanga ndisina kurara nda ndatone 4 days boys no
team raka buka
team rajamuka hanzi lean ndoyato kuza
haitengwe nema bong pakutoda zvema usa
ma rands
if you keep on hatting unogona kujambwa muma rounds
ita easy

[chorus]

idya easy
w*ngu ndine genga rino dhakwa ne sisisi
w*ngu ndine genga rino faisa ma sinhi
w*ngu ndine genga rinogona kutoku mhanyisa mushini
rine zizi
idya easy
w*ngu ndine genga rino dhakwa ne sisisi
w*ngu ndine genga rino faisa ma sinhi
w*ngu ndine genga rinogona kutoku mhanyisa mushini
rine zizi
[verse 2]

we be flexing
rubber band flexin
guka pon de session
lombo pon dе mic ting
choppa pon de broncler
sunga eyеtal
usandipe mix
no no ndipe eyetal
so me tell em
kana tadhakwa tinoto dherera
fanika zvangu ndina kheda atimbo terera
tisinga zivane please usa swedera
ndokutambidza van choppa woitwa we dendera
ita easy

[chorus]

idya easy
w*ngu ndine genga rino dhakwa ne sisisi
w*ngu ndine genga rino faisa ma sinhi
w*ngu ndine genga rinogona kutoku mhanyisa mushini
rine zizi
idya easy
w*ngu ndine genga rino dhakwa ne sisisi
w*ngu ndine genga rino faisa ma sinhi
w*ngu ndine genga rinogona kutoku mhanyisa mushini
rine zizi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...