lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu chiiko chinokunetsa – leonard dembo

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana paine zvanetsa
ini ndirikure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana paine zvanetsa
ini ndirikure
chiiko chinokunetsa?
ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
ndichayire foni kana paine zvanetsa
ini ndiri kure
chiiko chinokunetsa?
udza amai kana painе zvanetsa
ini ndirikure

[verse 2: leonard dembo]
ini herе mudiwa w*ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndinyorere
ini here mudiwa w*ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndifonere
chokwadi mudiwa w*ngu ndatambura ini
chokwadi nokukufunga ndinyorere

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...