lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dambudzo – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe

[pre*chorus: leonard dembo & barura express]
imba handina ndogara k*mahosteri
ndichingonwa sikindo
mukadzi k*musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi
ndinogodyiwa
handisina chekupfeka
handisina kana bhurugwa
imba handina ndogara k*mahosteri
ndichingonwa sikindo
mukadzi k*musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi
ndinogodyiwa
handisina chekupfeka
handisina kana bhurugwa
dambudzo iwe
dambudzo iwe
dambudzo iwe chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo iwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
[verse 1: leonard dembo]
dambudzo iwe, dambudzo iwe, dambudzo iwe
hona dambudzo wandinetsa iwe
unopinda mumba mangu
ungogara paunodira
dambudzo wandinetsa iwe
ugopinda muhomwe dzangu
ungogara paunoda, iwе dambudzo wandinetsa iwe

[chorus: leonard dembo]
dambudzo herе
dambudzo iwe
dambudzo here chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo ndiwe
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
dambudzo iwe, chokwadi, dambudzo dzikama
dambudzo iwe
dambudzo iwe
dambudzo here chokwadi, dambudzo dzikama

[outro: leonard dembo & barura express]
imba handina ndogara k*mahosteri
ndichingonwa sikindo
(dambudzo here)
mukadzi k*musha hasina chekupfeka
hasina kana dhirezi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...