lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu dhiya wangu lovemore – leonard dembo

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w*ngu
uchiti unondida
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w*ngu
uchiti unofa uneni

[verse 2: leonard dembo]
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w*ngu
uchiti unondida
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w*ngu
uchiti unofa uneni
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w*ngu
uchiti unondida

[verse 3: leonard dembo]
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w*ngu
uchiti unofa uneni
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya muchero werudo

[verse 4: leonard dembo]
kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa w*ngu
uchiti unondida dhiya (iwe)
handizorikanganwiwo zuva riya dhiya w*ngu
uchiti unofa uneni
[verse 5: leonard dembo]
rudo rwainyaradza chiri mumakomo
tichidya michero yerudo

[verse 6: leonard dembo]
taidana kare kare, taidanana wani
taidana kare kare, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
taidana kare kare, taidanana wani
taidanana tichiti dhiya, taidanana wani
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
asi newe dhiya w*ngu uri rough
ungandirongere kebheji

[verse 7: leonard dembo]
dhiya w*ngu uri rough ungandirongerе kebheji
dhiya w*ngu uri rough ungandirongerе kebheji
dhiya w*ngu uri rough ungandirongere kebheji

[verse 8: leonard dembo]
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
dhiya w*ngu lovemore iwe
shuwa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...