lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu funga zuva rimwe pagore – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
ndakazviona muchifamba
muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe
ndakazviona muchifamba
muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe
ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana
asi usaore moyo
ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana
asi usaore moyo
pfungwa dzangu dzinonetseka
kudai uripo dhiya iwe, ndichigarofara newe
pfungwa dzangu dzinonetseka
kudai uripo dhiya iwe, ndichigarofara newe
gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore
asi ndinoikonewa
gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore
asi ndinoikonewa
muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagore
asi rinonetsa
roora rako mudiwa, izuva rimwechete pagore
asi ndinorikonewa

[pre*chorus: leonard dembo]
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndakura ndichauya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndashanda ndouya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndashava ndichauya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndofamba ndouya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
[chorus: leonard dembo]
ndakazviona muchifamba
muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe
ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana
asi usaore moyo
pfungwa dzangu dzinonetseka
kudai uripo dhiya iwe, ndichigarofara newe
gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore
asi ndinoikonеwa
muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagorе
asi rinonetsa

[pre*chorus: leonard dembo]
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndakura ndichauya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndashanda ndouya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona
kana ndashava ndichauya kuzokuona
mudiwa w*ngu ndichauya kuzokuona

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...