lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kusatenda huroyi – leonard dembo

Loading...

[pre*chorus]
zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechockwadi
anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechokwadi

[pre*chorus]
zvawakura mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
rambawakadaro mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
tsika dzako mwanawe usatinyadzise tinoda kuti uwanikwe
anotovimba newe nyangwe usipo mupewo rudo rwechokwadi

[chorus]
inga kusatеnda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
endе kusatenda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
inga mazvare majaya wani
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
inga mazvare mhandara apa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
tendaiwoka mwana uyu
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
veduwe kusatenda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
apa mazvare majaya wani
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
apa mazvare mhandara apa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
veduwe kusatenda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
kuvhima mudhurisiki
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
[outro]
inga kusatenda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi
inga kusatenda huroyi shuwa
kusatenda huroyi, huroyika vehama
kusatenda huroyi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...