lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kuziva mbuya huudzwa – leonard dembo

Loading...

[verse 1: leonard dembo]
ndikafunga zvinondinetsa ini
zveupenyu hw*ngu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo?
ndikafunga zvinondinetsa ini
zveupenyu hw*ngu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo?
vakuru vakasiya musha uyu
kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
vakuru vakasiya musha uyu
kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
zvinoda ambuya vamadube isu hatingazive

[chorus: leonard dembo]
hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
zvinoda ambuya vamadube isu hatingazive
kuziva mbuya huudzwa kani
huudzwa, huudzwa kuziva mbuva huudzwa

[verse 2: leonard dembo]
ndikafunga zvinondinetsa ini
zveupenyu hw*ngu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo
ndikafunga zvinondinetsa ini
zveupenyu hw*ngu ndoudza aniko musha wedu zvariri dongo
vakuru vakasiya musha uyu
kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
vakuru vakasiya musha uyu
kare kare ndichangoyaruka ndokukura ndangove bofu
hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
zvinoda ambuya vamadube isu hativazive
hanzvadzi yangu ine zvinoinetsa
zvinoda ambuya vama dubе isu hativazive
[chorus: leonard dembo]
kuziva mbuya huudzwaka
huudzwa huudzwa kuziva mbuva huudzwa
kuziva baba huudzwaka
huudzwa huudzwa kuziva baba huudzwa
kuziva mai huudzwaka
huudzwa huudzwa kuziva mai huudzwa

[verse 3: leonard dembo]
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka
ndiyamurеi ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka

[verse 4: leonard dembo]
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka
ndiyamurei ambuya
dzinza rangu ndirizivewoka

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...