lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mudazvevamwe – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
koo chako zvachakanaka wani
uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe?
koo chako zvachakanaka wani
uchachida rinyiko zvaunoda zvevamwe iwe?
koo wako zvaakanaka wani
uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe?
koo wako zvaakanaka wani
uchamuda riniko zvaunochiva vevamwe iwe?
chiregogunun’una segotsi
unoda kuona zvemberi, ndezve huma
chiregogunun’una segotsi
unoda kuona zvemberi, ndezve huma

[pre*chorus: leonard dembo]
kana wamuda iwe wotomuterera
kana wandida iwe wotondichengeta

[chorus: leonard dembo]
koo chako zvachanaka wani
uchachida riniko zvaunoda zvevamwe iwe?
koo wako zvaakanaka wani
uchamuda riniko zvaunoda vevamwe iwe?
chirego gunun’una segotsi
unoda kuona zvemberi ndezve huma
[pre*chorus: leonard dembo]
kana wamuda chete wotomuteerera
kana wamuda iwe woto muchengeta
kana wamuda chete wotomuteerera
kana wamuda iwe wotomuchengeta
kana wandida iwe wotonditeerera
kana wandida iwe wotonditeerera

[pre*chorus: leonard dembo]
kana wandida iwe woto ndichengeta
kana wandida iwe wotonditeerera
kana wandida iwe woto ndichengeta
kana wandida iwe wotonditeerera
kana wandida iwe woto ndichengeta

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...