lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mutadzi ngaaregerewe – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
pane uya wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok*mbirawo ararame
pane uyo wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok*mbirawo ararame
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok*mbirazve ndicheneswe
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok*mbirazve ndirarame
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok*mbirazve araramе
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendеukai mutarise, tok*mbira ngaararame
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, mukati mehondo?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, mukati mehondo?
varipo here baba, varipiko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
vachauya here baba, riiniko?
vachauya here baba, kuzotinunura?
[chorus: leonard dembo]
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingabude seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?
ndingapunyuke seiko mune zvakaipa
kunze kokunamata ndiko kuti ndirarame?

[verse 1: leonard dembo]
pane uyo wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok*mbirazve ararame
uya, uye wandofungira mweya wakaipa
iye akanditadzira, ndok*mbirazve ararame

[verse 2: leonard dembo]
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok*mbirazve ndicheneswe
ndiri mutadzi panyika, anochiva nekuuraya
zvisakanditadzira, ndok*mbirazve ndirarame

[verse 3: leonard dembo]
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok*mbirazve ararame
ndiyeka rusvava, anochema zvomurwadza
tendeukai mutarise, tok*mbira ngavararame
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndirarame
[verse 4: leonard dembo]
ndinoreurura ini reurura, reurura ini reurura
ndinoreurura ini reurura, kuti ndicheneswe
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, kuzotiraramisa?
muchauya here baba, riiniko?
muchauya here baba, kuzotiraramisa?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, mukati mehondo?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, mukati mehondo?
variko here baba, varipiko?
vachauya here baba, kuzotiraramisa?

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...