lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu ndave sekete – leonard dembo

Loading...

[intro]
mhuri inochema zuva nezuva yenyu inzweivo
munhamo nezvinonetsa tinzweivo

[chorus]
mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndimi vadzimu vavo chete vasunungurei
nyarara kuchema nezvinonetsa munyaradzi achauya
mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndimi baba vavo chete vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
mhuri inochema zuva nezuva hona inzweika
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndimi makaronge dzinza vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
vana vanochеma zuva nezuva amai muripiko
munhamo nezvinonetsa tinzwеivo
inga ndimi amai vavo chete vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
vana vanochema zuva nezuva amai muripiko
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndimi makasungira mbereko vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
vana vanochema zuva nezuva amai muripiko
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndimi makafunge dzinza vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
vana vanochema zuva nezuva mudiwa uripiko
munhamo nezvinonetsa tinzweivo
inga ndiwe wakafunge dzinza vasunungurei
nyarara kuchema mune zvinonetsa munyaradzi achauya
[break]
rehumbuyaka muchida zita apo

[verse 1]
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo

vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo idzi

vana venyu vatambura vasunungureiwo munhamo
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo idzi
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
kana mbuya vangu vatambura vasunungureiwo mukurwara

ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi

kana amai vangu vatambura vasunungurei mukurwara
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
kana baba vangu vatambura vasunungurei munhamo
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
kana mhuri yangu yatambura isunungureiwo mukurwara
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
ini wacho ndatopera ndisunungureiwo mukurwara
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
kana mudiwa w*ngu atambura musunungureiwo mukurwara
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
ini wacho ndave sekete ndisunungureiwo munhamo idzi
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
kana mbuya vangu vatambura vasunungureiwo mukurwara
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo
ini wacho ndave dendere ndisunungureiwo munhamo idzi
vana venyu vanorira vasunungureiwo munhamo

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...