lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu sarura wako – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w*ngu anotamba zvandinodawo
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w*ngu anotamba zvandinodawo
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe
dhiya w*ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese*wese rudo rwaunondipa ini
dhiya w*ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese*wese rudo rwaunondipa ini

[chorus: leonard dembo]
sarura wako anotamba zvaunoda ka
ndakasarudza w*ngu anotamba zvandinodawo
ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
iwe tamba tione chisikana chezera rangu
dhiya w*ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini

[verse 1: leonard dembo]
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetiе
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
dhiya w*ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwеte kungopa wese*wese rudo rwaunondipa ini
kune zvakawanda zvinotitadzisa
kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
kune zvakawanda zvinotitadzisa
kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa
[verse 2: leonard dembo]
dhiya w*ngu uchindidaka woitavo zvandinoda
kwete kungopa wese*wese rudo rwaunondipa ini
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...