lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu shamwari – leonard dembo

Loading...

[verse 1]
ndaifunga kuti uri shamwari yakanaka
ndisingazive kuti unoda kundinyengedza

[verse 2]
ndaifunga kuti uri shamwari yakanaka
ndisingazive kuti unoda kundinyengedza

[verse 3]
ndaifunga kuti uri shamwari yepamoyo
ndisingazive kuti iwe uri mharadzi

[verse 4]
ndaifunga kuti uri shamwari yepamoyo
ndisingazive kuti iwe uri mharadzi

[verse 5]
ndikakupira moyo w*ngu mbatya ne property
asi iwe wakandikanda k*marara

[verse 6]
ndikakupira moyo w*ngu mbatya ne property
asi iwe wakandikanda k*marara

[verse 7]
mukufamba mukudya, mukunwa nemurudo
asi iwe wakandikanda k*marara
[verse 8]
mukufamba mukudya, mukunwa nemurudo
asi iwe wakandikanda k*marara

[verse 9]
vabereki vako vaindida zvakanaka
asi iwe waindida zvekundinyengedza

[verse 10]
vabereki vako vaindida zvakanaka
asi iwe waindida zvekundinyengedza

[verse 11]
hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
hee, iwe shamwari, uri mharadzi
hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
hee, iwe shamwari, uri mharadzi
hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
hee, iwе shamwari, uri mharadzi
hee, iwe shamwari, iwe wakaipa
hee, iwe shamwari, uri mharadzi
hee, iwе shamwari, iwe wakaipa
hee, iwe shamwari, uri mharadzi

[outro]
haa, shamwari iwewe wakaipa
handichambotamba newe futi

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...