lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu sharai – leonard dembo

Loading...

[intro: leonard dembo]
tsamba yako chikomana iyi
ah, mazvita henyu vapostman
yabva kupiko tsamba iyi? rega ndivhure ndione
ah, inga yabva kuna sharai nhai
kubvira nguva iya yandakapesana naye, mudiwa w*ngu achiri kundifungawo nazvino, nhai?

[chorus: leonard dembo]
gunzvenzve remoyo w*ngu
ndikakufunga ndinochema, ndinonzwa musoro, uye handirare

tsamba dzaunonyora
dzinonditambudza pfungwa dzangu, ndikadziverenga handirare

[verse 1: leonard dembo]
tsamba dzaunonyora
dzinonditambudza pfungwa dzangu, ndikadziverenga handirare
nguva yareba dhiya w*ngu
tapesana, ndotokuona pamufananidzo
nguva yareba dhiya w*ngu
tapesana, ndotokuona pamufananidzo

[verse 2: leonard dembo]
sharai, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)

mwanawe, usaputse chirangano (chirangano chedu)

[chrous: leonard dembo]
gunzvenzve remoyo w*ngu
ndikakufunga ndinochema, ndinonzwa musoro uyehandirare
tsamba dzaunonyora
dzinonditambudza pfungwa dzangu, ndikadziverenga handirare
nguva yareba dhiya w*ngu tapesana
ndotokuona pamufananidzo
nguva yareba dhiya w*ngu tapesana
ndotokuona pamufananidzo

[verse 3: leonard dembo]
sharai, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)
mwanawe, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)
chokwadi, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)
sharai, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)
mwanawe, usaputse chirangano (chirangano chedu)
chedu (usaputse chirangano, ungandigumbure)

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...