lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu tamba yangu nditambe yako – leonard dembo

Loading...

[chorus: leonard dembo]
shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
ndinotya kuti ungagumbuke
shamwari ndine urombo, kuti ndikutaurire nezvenyaya iyi
ndinotya kuti ungagumbuke
uyo wawakadanana naye
ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
uyo wawakadanana naye
ndakadanana naye nyaya dzinondinakidza ndedzako iwe shamwari yangu
honaka iwe shamwari
tamba yangu hoo ini nditambe yako
ini usambondityira
honaka iwe shamwari
tamba yangu hoo ini nditambe yako
ini usambondityira bodo

ini usambondityira kana
honaka iwе shamwari
tamba yangu hoo ini nditambe yako
ini usambondityira nyangwe
honaka herе shamwari
tamba yangu hoo ini nditambe yako
ini usambondityira bodo
[pre*chorus: leonard dembo]
ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mumoyo
ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mupfungwa
ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa murudzi
ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mudzinza

[break: leonard dembo]
usapedzawo nguva shamwari
kutaura nezvangu zvako uchazvironga riniko iwe?

[pre*chorus: leonard dembo]
ndisiye shamwari ndakadarowo ndinezvinondinetsa mumoyo
musiye shamwari akadarowo anezvinondinetsa mupfungwa
ndati ndew*ngu kani lucy ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani lucy ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani mwana ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani mwana ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani mwana ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani mwana ndew*ngu
usangotore ngozi

[outro: leonard dembo]
mwana ndew*ngu kani, mwana ndew*ngu
ndati ndew*ngu kani mwana ndew*ngu
mwana ndew*ngu kani, mwana ndew*ngu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...