lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu venenziya – leonard dembo

Loading...

[verse 1]
hona mwana w*ngu, zvawadai wakura
chasara chete k*mirira imba yako
hona mwana w*ngu, zvawadai wakura
chasara chete k*mirira imba yako
hona mwana w*ngu, zvawadai wakura
chasara chete k*mirira imba yako

[verse 2]
uri ruva rangu iwe, rega kuora moyo
baba namai vachafara, rasvika zuva resvitsa
hama dziri kure, tichachaira foni
hama dziri pedo, tichadzinyorera tsamba
mukoma w*ngu soromoni, tichamutumira shoko
ehe

[verse 3]
venenziya kura mwanangu, venenziya kurawo
venenziya kura mwanangu, venenziya kura
venenziya terera mwanangu, venenziya tererawo
venenziya kwaunoenda uko, venenziya tererawo
venenziya unoziva aniko, venenziya terera
venenziya vamwene chete, venenziya kura
venenziya usanotaura venenziya tererawo
venenziya kura mwanangu, venenziya kurawo
venenziya kwaunoenda uko, venenziya tererawo
venenziya unoziva aniko, venenziya tererawo
venenziya murume wako, chete venenziya tererawo
venenziya usanotaura, venenziya tererawo
venenziya kura mwanangu, venenziya kurawo
venenziya kura mwanangu, venenziya kurawo
ehe

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...