lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu it’s life – liltadlion

Loading...

pandaimbo nocker vaingondibvunza kuti unodeyi
kurwadziwa when i make it hameno kuti van0bvei
one day ndotora mukombe ndoita kunge mukudzei
ndichangoramba ndichishanda hoping i’ll get some racks
the wanna make me upset but i ain’t deezy drake
vachindisimbisa then talk bad behind my back
zino irema ndozviziva kuti your smiles are fake
hanzi anosasa nhema vachisvibisa my name
hombarume muvhimi mukuru kwndiri muri mhuru
hwamanda yorira voziva ndavhura huru
mhondoro yasvika shumba ya jayaguru
vekw*ngu vopembera votiridza mhururu
greatness in my blood it flows in my veins
ndotombo funga kuti i’m roman coz i make it rain
hanzi totora hadzi but you’ll never marry jane
you keep on calling yourselves that’s why machine pain
ndasi chirikuno kuno kuno
mangwana chiri kwako kwako kwako
it’s life it’s like it’s life
zvinoitika saka zviriko
ndasi chirikuno kuno kuno
mangwana chiri kwako kwako kwako
it’s life it’s like it’s life
zvinoitika saka zviriko

aihwa it’s my fault ndakauya nashatrisha
muromo papata makudya zvinhu zvakashisha
shanda neshungu kwete kuzviisa underpressure
woita good life kwete kuda kurwira keisha
kupfeka zvinodhura w*ngu panotoda mvura
tooth brush ndeye display zino rane ngura
kuda kukohwa zvatarima zvatasakura
haikona kutsoma pwere inga zvamakura
pfugama unamate w*ngu please ask for grace
coz competition yamada iyi know it’s not a race
kusaizwa nekushorwa w*ngu mulife zviriko
pamunotisuka pqzvinhu munotiona tiriko
the struggle is real saka usafunge zviroto
mweya wehurombe hukande pasi muchoto
aim for greatness good life woita muchato
kwete kutinya vana murimo mumukoto
ndasi chirikuno kuno kuno
mangwana chiri kwako kwako kwako
it’s life it’s like it’s life
zvinoitika saka zviriko
ndasi chirikuno kuno kuno
mangwana chiri kwako kwako kwako
it’s life it’s like it’s life
zvinoitika saka zviriko

some girls havana hembe they barely wear no clothes
hanzi matrends ari pahit bvunza kana smoke
i know of a girl who is rounding up muma kombi
hanzi it’s not your life and that just left me shocked
self*care good health yakanaka my bros
but ukarova guka unoswera paroad
no family no life wakutoshaya mabroads
all i can do is leave this matter to the load
my dawg behind bars arrested when he was 17
because of peer pressure he did some bad things
sports man ball player he had some better dreams
shot a guy stole his car he out at 33
n*gg*s be popping and shouting
thinking they’ll prolly gon’ stop me
they say ndapera but i won’t even let them judge me
there’s nothing that you know about me
they say things like they just saw them
i’m on my way up
when you’re talking bad things about me
kunoo!
kunoo!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...