lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu panapa – malcom mufunde & yaaduniverse

Loading...

verse 1: malcom mufunde
pane abhururutsa shiri
musakwate bhururu, muri bhuru pashiri
you know me, i got you; i’m never bullsh*tting
so i’mma be your shepherd, ndak*mboita sabushiri
pane ane atizira paden
usakwate, zviri nani ato eazira paden
i know it’s hard work and iziya but then
zviri nani kushandira waunoziya paden

hook: malcom mufunde
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa

verse 2: malcom mufunde
pana madam vakushusha murume
akaknockwer ne10 mapoto kungе juve
in 2021, hatidzoke k*mashure
hе played his cards right, haana kuzombotamba juve
right now pana vendor vakunetsana nerispo
hanzi dai matsvaga imwe nzvimbo
chaari kungoda kusimbisa brand kunge innscor
ramba wakadzvanya till b*tton rastickom
it’s like a kite, nyaya dzacho todzibatira mudenga
todzitenga nyaya dzenyu sekwayedza
even akushaya bhebhi, haufe uri tsvimbo
tokusiya wakutora simbi fanika magneto
hook: malcom mufunde
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa

verse 3: abedi
vanhu kuungana kudai
nyaya yanetsa panapa inyaya yendai
mudhara akatora pfambi for a night
now haachade kubuditsa mari nhai
dai abhadhara pasina kana drama
apo mukadzi wake akaenda k*mapfanya
mhomz yepacorner yatora mapictures
handione zvikapera zvakanaka
apo nezuro mhomz yepanekaz pako
yakaramba murume, hanzi nhamo yanyanya
maonero angu, iyo ndiyo ine munyama
isipo, mufesi uyu anga ari bhanya

hook: malcom mufunde
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa
chii chikunetsa panapa?
tazvinzwa kwatabva, matishedza panapa
team riri smooth, tikutsvedza panapa
taurai zvese, musatete, hapana apa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...