lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu rufu – malcom mufunde & yaaduniverse

Loading...

ndatipper boys rangu, ndak*mbodzokera pacamp
ndichakubatai palater muchicorner kunge stamp
time iri kufamba but life yakamira
musati life is beautiful coz pakatiipira
tirimo muchiround, ingori hula hoop
what can we do while this happens? life yacho iloop
i never got an education, we were d*mn poor
the only zama randaiziva nditakesure
so ndiregerere in advance, w*ngu
handina k*mbodzidza zvelevel riri advanced, w*ngu
vaindifadza vakafa, takanorova dombo
nowadays panondifadza ndepandorova dombo
iyo life yacho idombo, k*mberi nek*mativi
ndakangotsiga kuti isadonhe, kuitange k*mmakivi
even in 2008, i never touched the millions
mazino acho ayеllow kunge ndotsenga ma minions
ndakutsvaga budiriro ndibude mubudiriro
beers racho harisi kukwana, ndikushaya mudiriro
lifе ne vision zviri parallel, zvikuramba kubatana
hameno the direction but hazvina kunangana
ndine maplans akawanda but architect hapana
mafans akawanda but mafunds acho hapana
trynna chase big things but zvinonditsoma zvihombe
clouds got silver linings, zvichanaka nerimwe gore
but for now, tombodealer nenhamo kunge doves
dai pasina macards, ndaisamboziva maclubs
apa bhebhi randiri kuda rikuremera mastreets
ini ndichishedzera kuti mastreets akurema
ndosaver sei? change ndichipihwa sweet, havana change money
ndikada kusaver mausa, havadi machange money
tichimhanyisana ne rate kunge kiti
chinhu one chiri kukwiririrana nerate racho ibp
ndikutraya kuchimhanya kusvika ndapinda mucoffin
ndichingovabaya*baya kunge vaccine recovid
though vaccine yacho vari kuzeza kubaya
tikufamba murima, ko iyo zesa kubaya?
submit bhama ku radio, uchig*ya uchaita number 1
check the charts, dj haana kutomboplayer nhamba one
kuchurch varikuti namata, spirit yako haisi mulevel
ndikuedza kunanganisa but handina spirit level
nhamo yangu ine ginger, iri kurova tsangamidzi
n’anga dzacho hadzina plan, vari kungoti tsenga midzi
vedzinza vanondiramba, hama yangu kambucha
ndoshandira munyama kunge boys remubutcher
ndangomirira rufu

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...