lirik lagu minamato – malcom mufunde
verse 1: tinaye
ndanzwa hana kurova
zuva ravakudoka
mangwanani ko tikasamuka
jongwe parinokukurudza
bridge: tinaye
musha wese rava dongo
vakuru zvese nevadoko
tamirira kugamuchira shoko rerufu
shoko rerufu
musha wese rava dongo
vakuru zvese nevadoko
tamirira kugamuchira shoko rerufu
shoko rerufu
chorus: tinaye
saka ndinzweiwo minamato
patiri kuchema
minamato
patiri kuchema
minamato, minamato
saka ndinzweiwo minamato
patiri kuchema
minamato
patiri kuchema
minamato, minamato
verse 2: malcom mufunde
mhedzisiro yacho, tese tichadzokera kuvhu
ndigone zvakawanda sei, handingakundi rufu
but twumijaho ndoda kutuhwina sakirsty mupool
life mazino but handiiswe vende nehugugu
handina k*mbopfeka zvaidhura, ndaipfеka zvidhura
asi semuriwo pamoto, maprayer maipindura
ndakafamba mushe naiwawo matommy, mdhara
ndaigara ndakarova tеnnis kupfuura federer
asi, chakakosha ndekwamandisvitsa
shangu itsaru asi nzvimbo dzayatsika dzitsva
life inhodo, vamwe vana vakawira mugomba
asi pavaindikanda, maindigamha, baba, kunge mbhoga
ndaona denga rawira pasi, nguva yedu yakwana
makore madzikisa fanika emabhora*mwana
ndiregererei zvandotadza, mobva mandizodza
ndisachengete bundu mumwoyo kunge sadza mbodza
ndimi tenzi, ndimi ishe, ndiri benzi, ndiri tsimbe
muzunde renyu, ishe, ndinowanzotiza nhimbe
chero kuchikoro, ndaisaita zvemabhuku
asi munondipa love more, ndisina kudzidza samadhuku
ndane ego, mbiri yapinda mumusoro
heino, ndakukanganwa kuisa mbiri k*musoro
denga harisi gehena but still, moita rifaye
chandoziva natinaye kuti mwari tinaye
outro: tinaye
musha wese rava dongo
vakuru zvese nevadoko
tamirira kugamuchira shoko rerufu
shoko rerufu
lirik lagu lainnya :
- kumpulan lirik lagu aia tr › lirik lagu pearls – aia (tr)
- kumpulan lirik lagu devv tenkay › lirik lagu ego ego – devv tenkay
- kumpulan lirik lagu serpengoria › lirik lagu hombre del metal – serpengoria
- kumpulan lirik lagu gianni mae › lirik lagu black girl magic – gianni mae
- kumpulan lirik lagu ouija macc › lirik lagu only one – ouija macc
- kumpulan lirik lagu how to escape reality › lirik lagu not another pop punk christmas – how to escape reality
- kumpulan lirik lagu 贺峻霖 › lirik lagu 玫瑰少年 – 贺峻霖
- kumpulan lirik lagu amarion › lirik lagu corazón negro – amarion
- kumpulan lirik lagu hangmans chair › lirik lagu save yourself – hangman’s chair
- kumpulan lirik lagu brahman › lirik lagu vertigo (interlude) – brahman