lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mweya ndisesekedze – mambo dhuterere

Loading...

izvi zvakuda imi messiah munditungamirire
kana kutumira ngirozi dzongotungamira
ndimika gwayi guru rinotungamirira
kana kutuma gaburona azotungamira

bhuku randiti munodaira vanonyengeterera
nyangwe vane mazimutoro munovatakurira
zvino ndapfugama kuk-mbira munditungamirire
ndinok-mbira ngoni dzenyu dzindi tungamire

ndipe ngoni ka ndipe, ndipe mweya ndibude

cheukayi kuno messiah ndine chik-mbiro
kuk-mbira kunge hezekiah mun0bvuma here?
hezekiah uyu w-nga wofa mukamu sesekedza
zvino ndapfugama kuk-mbira mundi sesekedze

baba handimbotya kufawo ini ndinotyira vana
mukandiisa nyika dzimu ini vanga dzungaira
handina kuramba kuuya ini kasi ndati vana
ndikava siya dziri pwere idzi dzinga dzungaira
mweya w-ngu hauzozorora ini ndikasiya vana
nyangwe vaweko nyika dzimu uyu ungadzungaira

saka itayi ndimbogara mamwe mak-mi mana
ndigosiyawo vayaruka ava vasadzungaira
ndinok-mbira k-mbogara kana mak-mi mana
ndigosiyawo vayaruka ava vasadzungaira

izvozvi kufa ndiri lazaro vanosara neyi
ropafadza maoko angu aya vazopemberera
vangakandiranwa sebhora paukama ndaenda
kana kuturikwa mamhepo vozotetereka
izvozvi nyika yakapanduka haichina rudo
kuti ndikava siya vari vega ava vanga chekereswa

chiitayi rudo kupwere idzi mundisesekedze
ndozongofawo vayaruka vasa dzungaira
mune rudo kupwere muchandisesekedza
ndozongofawo vayaruka vasa dzungaira

pane minzwa pane gomba pinda nengoni
pane chiga chakasviba dzinga dhimoni
famba mwanangu famba, famba nengoni

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...