lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu kuchena kwehumhandara – marshall munhumumwe

Loading...

rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai
rudo imoto runotokuchidzirwa vanaamai
musati zvandaroorwa ini handichageza ini

musati zvandawanikwa ini handichachena ini
chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega

chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai
varume ipwere vanotorezvwa sevana vacheche

musachembere patsika chemberai panyama yenyu
musachembere pahunhu chemberai panyama yenyu
ko kuchena kwehumandara makaisepiko mai
ko kuchena kwehumandara makaisepiko mai
chokwadi munosiiwa mumba umu mava mega mega
chokwadi munosiiwa mumba umu makatemba mhai
makatemba kusiiwa makatemba
makatemba shuwa makatemba

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...