lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu vimbai – marshall munhumumwe

Loading...

ndiye mwana uye wandaireva
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka

mwanasikana chichekererwa seshereni
chitoramoyo pakaperera shungu dzamwari
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
ndiye mwana uye wandaireva
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka
mwanasikana chichekererwa seshereni
chitoramoyo pakaperera shungu dzamwari
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
ndiye mwana uye wandaireva
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka
mwanasikana chichekererwa seshereni
chitoramoyo pakaperera shungu dzamwari
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
meso ake akapfekedzwa tsitsi nengoni
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
ane moyo munyoro usina vamwe
moyo wake ugumbeze rechando
mutsipa wake wenge bhiza ramambo
vimbai mwana ane tsika
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
ane moyo munyoro usina vamwe
moyo wake ugumbeze rechando
mutsipa wake wenge bhiza ramambo
vimbai mwana ane tsika
ndiye mwana uye wandaitaura
vimbai mwana akanaka
ndiye akatora moyo kwete w*ngu ndega
tiri vazhinji vanomurumbidza
ane moyo munyoro usina vamwe
moyo wake ugumbeze rechando

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...