lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu life haidi nyambo – mhondoro (tsungie)

Loading...

chorus

mhondoro!!
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo

verse 1 : mhondoro

full blast urimujagwa adjuster seat uchifeeler mangoma
ex achidongorera nemuhapwa dzahwindi ari pakadoma
kuzvitaura taimbodanana unosekwa hapana an0bvuma ,huh!
unonzi wakuzvifonera wakuzviwanza
kutsvaga kuda kurema
told you imma make it ndisina kana chinhu chiri punha
yaa you had to move on kana kaone handitombokublema coz
chero vepadhuze vaitondi actira madrama
life of a dreamer
josepha nemadzikoma
wakavaudza ndiri mambo hapana anombobvuma
business cards nemarubber kungofutisawo chikwama
i gotta be hustling 24/7
work*suit ndopyjama
inzwa vakusasa hanzi imari dzezvidhoma

chorus

mhondoro!!
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo

verse 2 : mhondoro

muhomwe musina chinhu
mudumbu musina chinhu
uchidzokera paden pawasiya
pasina chinhu
titambirei mauya
apa usina chinhu
nhamo ine chifinhu
unofeelеr kunge usiri munhu
uri wega zvokurwadza wombozvituka wega
whеn you are better
doing better compared nerimwe tsaga
life’s a ….
hupenyu ihwaga
ndazongonyara kukanda vulgar
busy kuipanda
mumwe ari busy kuispeda
true story pobva pasvika mangongongo
mudefender
take take nemahwindi
take take nemavendor
ndimi munotipa zvivindi
kamwe kahunhu kechivhenda
zvine munhu pasi 6 feet dhaza unoenda
outro hook

haidi nyambo
haidi nyambo
life haidi nyambo!!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...