lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu vanhu ava – michael spears jr.

Loading...

uh huuuuu
uh huuuuu
uh huuuuu
uh huuuuu

uh huuuuu
uh huuuuu
uh huuuuu
uh huuuuu

vaida uwore moyo
vaida ukundikane
vaida uzvishore
pavaikutema nemashoko

apa vaikunyeya hanzi uri murombo
vaikuseka hanzi hauna chin0batika
vaizviona sevachena uri mutema
vaikusema hanzi unonhuwa nhamo

vanhu ava vavengi
vanonyepera kukufarira
zino irema
vauya kuzonyangira
ziva wekutamba naye
vamwe imhandu
vanonyebera kukufarira
hapana imboripo
vakakusona muromo
vaisada ushevedzere
pakauya muporofita
vaisada ununurwe
vakambokuvhara maziso
pakapenya chiedza
hanzi ndewedu
vaisada uporeswe

vanokushuwira
dai usisipo

vanokushuwira
dai wakasofa

vanokushuwira
dai wakaenda
vakanokuviga k*marinda

oh vanokushuwira
vanokushuwira
dai usisipo
vanokushuwira
dai wakasofa
vanokushuwira
dai wakaenda
vakanokuviga k*marinda
dai usisipo
dai wakasofa
dai wakaenda
vakanokuviga k*marinda

chiziva kuti
ava vavengi
ava imhandu
tsvaga vamwe vekutamba navo

ah haaaaa
ah haaaaa
ah haaaaa
ah haaaaa

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...