lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu mumoyo – minister michael mahendere

Loading...

handingakanganwe, aah
mwari zvamunondiitira
mazuva ose

mwari munondigonera

zvizhinji, aah
mwari zvamunondirwira
iwo mazuva ose
inga mwari munondigonera

handikanganwe (handikanganwe)
handikanganwe (mwari zvamunondiitira)
mazuva ose (mazuva ose)
mwari w*ngu (mwari munondigonera)

handikanganwe (handikanganwe)
handikanganwe (mwari zvamunondiitira)
mazuva ose (mazuva ose)
mwari munondigonera (mwari munondigonera)

hama musakanganwe, eeh
mwari zvaanokuitirai
iwo mazuva ose
inga mwari anokugonerai

chimbofungisisa iwe
mwari zvaanokuitira
wongo mutenda
inga mwari anokugonera

usakanganwe (usakanganwe)
usakanganwe (mwari zvaanokuitira)
mazuva ose (mazuva ose)
aiwa, aiwa (mwari anokugonera)

koo wakanganwa sei? (usakanganwe)
usakanganwe (mwari zvaanokuitira)
oh, oh zvanokuitira (mazuva ose)
mwari uyu (mwari anokugonera)

iro zuva richibuda, aah
ndoswera
hoo, iro rodoka
ndoona mwari munondigonera

pose pazvinonetsa, aah
ndinodaidza imi mwari
aah, munondipindura
hona mwari munondigonera

saka zvikanetsa zvikarema daidzai mwari
zvikarema zvikanetsa daidzai mwari
anouya, iye anouya, iye anouya

izvo zvikarema zvikanetsa daidzai mwari
zvikanetsa zvikarema daidzai mwari
anouya, iye anouya, iye anouya

zvikarema (zvikarema zvikanetsa daidzai mwari)
chingodaidzai mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai mwari)
anouya (huyai) huya, (huyai) huya

koo, chii chanetsa (zvikarema zvikanetsa daidzai mwari)
chingodaidzai mwari (zvikarema zvikanetsa daidzai mwari)
anouya (anouya) huya (anouya) huya

mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
izvo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
zviri mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)

mwari zvamunondiitira, zviri mumoyo mangu (mumoyo)
ndakachengeta (mumoyo) mumoyo (mumoyo)
zvirimo zviri mumoyo mangu (mumoyo)
mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo)

iro basa renyu riri mumoyo mangu
mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
aah, nyasha zvenyu dziri mumoyo mangu
mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo

mwari munogara, munogara mumoyo
mumoyo (mumoyo) mumoyo (mumoyo) mumoyo
makandikoshera muri mumoyo mangu
mumoyo (handikanganwe) mumoyo (handikanganwe) mumoyo
handikanganwe

mwari wedenga, mwari wedenga
(mwari wekudenga) ndimwari makanaka
imo muhupenyu (muhupenyu w*ngu, anondigonera)

ndimwari wekudenga
(mwari wekudenga) ndimwari makanaka
aiwa imo muhupenyu (muhupenyu w*ngu, anondigonera)

mazuva ose, nguva dzose mwari
mwari wekudenga (ndimi) ndimwari wakanaka
makanaka, makanaka, makanaka
muhupenyu w*ngu (haiwa) anondigonera

ndinogonerwa namwari. ndinogonerwa namwari
mwari wekudenga (ndinogonerwa) ndimwari wakanaka (ndinogonerwa)
ndomutenda, ndomutenda (muhupenyu w*ngu anondigonera)

zvekudya, zvokupfeka, mwari wekudenga
mwari wedenga ndimwari wakanaka
haiwa imo muhupenyu hw*ngu
muhupenyu hw*ngu anondigonera!

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...