lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

lirik lagu pamusika – mr kamera

Loading...

[intro: mr kamera]
vai, vai, vai, vai, vai, vai, vai
my, my, my
ndinonzi mr kamera

[chorus: mr kamera]
ndakamuona pamusika
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm, nice to meet you
ndakamuona pamusika, mmm
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm

[verse 1: mr kamera]
chibabie chakasvika
(nice to meet you)
ndok-mbirawo zita
chikati, inini ndinonzi belinda, mmm
ndinofarira machinda
ane homwe dzakasimba
plus ndinotamba saeriza
ndikati, ndikati, ndinonzi kamera
ndinoruka mari ndega
ndinorova bhazi ndega
kana ngoma ndinorova kusvika dzapera

[chorus: mr kamera]
ndakamuona pamusika
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm, nice to meet you
ndakamuona pamusika, mmm
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm

[refrain]
ataura, ndadaira
ndawana anotondida kundidaira
ndikatokudaira
[?]

[verse 2: bryan k]
ndakamuona akabata madomasi maviri
achifamba natimmy
ndikati musikana akanaka uyu maiwe ini
maiwe imi
ndabva ndanzwa mwoyo w-ngu kutamba tamba
uchidai uchidai, uchitamba samba
ndabva ndanzwa mwoyo w-ngu kutamba tamba
uchidai uchidai, uchifamba famba
ayeeeee

[chorus: mr kamera and bryan k]
ndakamuona pamusika
chibabie chakasvika (chibabie chakasvika)
h-llo, ndikasvika (hey)
mmm, nice to meet you (nice to meet you babie)
ndakamuona pamusika (hey)
chibabie chakasvika (chibabie chakasvika iwewe iwewe)
h-llo, ndikasvika
mmm, i wanna, wanna
(kiribaaaa)

[bridge: mr kamera]
inini ndinonzi belinda
ndinofarira machinda
ane homwe dzakasimba
plus ndinotamba saeriza
ndinonzi kamera
ndinoruka mari ndega
ndinorova bhazi ndega
kana ngoma ndinorova kusvika dzapera

[chorus: mr kamera and bryan k]
ndakamuona pamusika (pamusika iwe)
chibabie chakasvika (chibabie chakasvika)
h-llo, ndikasvika (hey)
mmm, nice to meet you (heh)
ndakamuona pamusika (pamusika iwe)
chibabie chakasvika (kiriba)
h-llo, ndikasvika
mmm, i wanna, wanna
(maiwe iwewe)

[outro]
ndakamuona pamusika
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm, myea nice to meet you
ndakamuona pamusika, mmm
chibabie chakasvika
h-llo
ndikasvika
mmm
ndakamuona pamusika
chibabie chakasvika
h-llo, ndikasvika
mmm, myea nice to meet you
ndakamuona pamusika, mmm
chibabie chakasvika
h-llo
ndikasvika
mmm

kiriba
kiri, ah kiriba
ah kiri, ah kiriba
ah kiri, ah kiriba

lirik lagu lainnya :

YANG LAGI NGE-TRENDS...

Loading...